Friday, May 03

Mashura Mazepe Oratidza Boyfriend Yake MuIrish Anenge Johanne wa Tatelicious Arikumu Glowesa Kumukwira Kumanyowa Neblambi Yechirungu

Mashura Mazepe Oratidza Boyfriend Yake  MuIrish Anenge Johanne wa Tatelicious Arikumu Glowesa Kumukwira Kumanyowa Neblambi Yechirungu Mupei Sando dzake haana kuroora arikutoda mukadzi we kuroora mu African 😂😂😂😂😂😂😂😂 vaya vanoda kuuya kuchando mukana wazaruka send your cv kwandiri 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hatidi vakamborooriwa Ba 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

 

 

 

Johanne wa Tatelicious wamunongepi, taura hako vakafanana. Handi murikutsvaga mapepa here chingotaura kuti murikudyanana. Inga imi muri perfect match wan He looks like boyfriend iya ya tatelicious Johannes kkkkkkkkkk, Iye anenge johanne vekwa tatelicious vegore riya hre. Iyee ane ndebvu dzinenge kagotora kanga kachinhanzva guyo iyeyu haibooo
,


Murungu akutoda iwewe Zepe asi hauni Kahi . Or munotonamana zvenyu kare Zero centimetres apart ndotarikuona zvedu isu .zvekuti arikutsvaga mukadzi ratodrama rawakuda kukonzeresa 🤣🤣🤣🤣🍆 apedza kudya muchero wako saka wakuda kupa ani Aisi ngiti yekumbodanana na Tatelicious here iyi kkkkk Iwee usatambe nepfungwa dzedu arikudya iwewe uyo anditi ndiwe mukadzi wacho


 

 

  • Share: