Sunday, May 05

Mashura Mbuya YekwaMurewa Ine 70 Yrs YoNhumburiswa Ne Boyfriend Ine 23 Years

mashura-mbuya-yekwamurewa-ine-70-yrs-yonhumburiswa-ne-boyfriend-ine-23-years 

 

 

 

 

 

 

Wozonzwa vanhu vachiti masvingo ine vanhu vasina kukwana but zvinobva nepamurehwa apa makwikwi chaiwo Unenge wakuda kurara Zimbolivenews mokanda chi fully awake chakadai so vari paclinic kunyoresa here pregnancy or dumbu riri kungokurawo nezvimwe. Haa imi zvakamboitijepi kuti 70year mukadzi anouta nhumbu.haasi mafibroids here.hapana nhumbu kuda kubatira mwana kana itewo chikomana anazvo,kanopenga kurara nambuya vake. Mkomana iyeye akuzoda kuroora oroora hake ka 17yrs kachangopedza chikoro ,Jesu Dai vachidzoka havo.


Ngavaendeswe kwamambo Mangwende. Zvinotadzisa mvura kunaya mudunhu redu. Chokwadi mfana mudiki kuitisa gogo chaizvo. Madhedhedhe ayo musatishatisire kumusha 🤣🤣 Hakuna munhu we kwamurehwa akadaro Zvivana zvisina matyira mbuya iyi iri kuratidza kutozvirwarira hayo ko Iko kusatya kukurura amai vamai vake ndochii ichochi haaa ndavanyarira mbuya awo Haa imi zvakamboitijepi kuti 70year mukadzi anouta nhumbu.haasi mafibroids here.hapana nhumbu kuda kubatira mwana kana itewo chikomana anazvo,kanopenga kurara nambuya vake

 

 

Nhumbu at 70😳 how come to thee?If really pregaz then she doesn’t know when she was born. Kuchembedzwa nenhamo uko. ove ine peace of mind ndozvainotia you'll be smiling too from ear to ear  Daí ndiine zviwindi zvakadai ndiriMnangagwa weZimbabwe izvezvi Dude is a snitch .😂😂😂. The way he asking, wanting amaGOgo kuti vabude musaga Gogo makaroiwa imi hamuna nhumbu .. makazvimbiswa dumbh

  • Share: