Mashura Ngoni Ndiye Baba Vemwana Wa Bee Wzhira Inga mwana aimbonzi ndewe kwaMtarisi plus gore razvarwa mwana Ngoni aiva kuGermany
Ketty ndaimufarire but apa andibhowa mimba ya bee wezhira yakaitwa mhofu ari kuzim hr chero izvo zvekuti hanzi kune ghost raka posta ummm ma ghost akaposata after mama vee namadam boss vaposta
Musade kunyepa Mhofu vaiva ku Germany Bee pawakaita mimba yake
Mai juju vadireiko kuzvishaisa ma customer nekuudza mupengo wekwa Masomere nyaya dzavo