Ah zvakakonza shuwa mbewu 5 kumera once baba muhombe uyu anogona kubarira nyika yese🥴🥴🥴🤣Yowe 5...ini ndoda hangu ma twins i hope they are financially stable nekuti kana zvakasunama iiii everything its times 5
pobva paita zvibhudhi zvinodhura 👐👐Apa unenge uine vamwe 3 wati regai ndichiita 1 kekupedzisira vobva vauya havo vari 5