Monday, May 06

Mashura Patricia Jack Otuka Mai TT Wadropper Case Yekuti Ndakabuditsa MaNyudzu A FiFi Nekuti Waindinyepera Manje Nhakusungisa Iwe NaFiFi

Why dropping charges ,handei kucourt hanty wakati tine mhosva ..alluta continue you better prove it kucourt mhosva yangu otherwise I have no mercy you tarnished my image bonga iwe.

 

 

 

 

 

I have 4 big lawyers vanoda kumira nenyaya yangu for free, ummm bonga change your ways ndaona kuti Haa vanhu vaneta newe nehunhu hwako ,haudiwe zvachose to much yep yep .

 

 

 

 

 

  • Share: