Sunday, September 14

Mashura Senyika Hatina Kumbofungira Vharazipi ungadaro Imii Kuita Mukwava Asina Hake Kana Kupfeka Jombo Protection Hayaa Ma Phone Ema Camera Dai Achibhanwa Zvionerewo

Handina kumbofungira kuti Vharazipi ungadaro ini💔😭, I'm sh0cked.But why nhai Vharazipi. You of all the people wobva wavhura large...ndashaya remumuromoNdatokwira mumuti Kuti ndizvi donhedze ndinzwe Kuti handisi kurota here hiii vanhuwee

 

 

 

 

 

 

ndashamisikaa hiiiiii 🙄Asi ndakambozvitaura vanhu mukasateerera mazozvinzwawo ka zvazoitikaNxaa gaya apa anga asina kana protection 😁😁😁Shuwa shuwa murume mukuru kubva adaro soooo,Haaa Vharazipi andikandisa mapfumo pasi...

 

 

 

 

 

Saka mazoti adiiko Vharazipi ndangonzwawo vamwe vachingodhomoka

  • Share: