Wednesday, February 25

Masoja atambwa rough nemaGweja epa Mt Darwin mushure mekutumwa nevakuru vavo kuvhara place yanga yanga yadhuuka mari

Masoja aatambwa rough nemaGweja epa Mt Darwin mushure mekutumwa nevakuru vavo kuvhara place yanga

 

 

 

 

yadhuuka mari gold. Masoja akaisa fance akatanga kuchengeta place iyi ,but Gweja rikati munomama vakomana ndokubva vadzingirira masoja aya ,ndikutotaura masoja chaiwo ZDF army. 

  • Share: