Musikana wechidiki uyu akaberekwa mugore ra 2007 uyu ,anobata zvinodhakwa ,anomwa uye kubhema zvakapfurikidza ,but ukamutarisisa unotoona kuti mwana akatonaka ,apanduswa na Satani ,unonzwa tsitsi,
Matrix huyai pano panewandaonaMuiseyi muchirugu uyo momuvhurira nguva yokudya momuomesera kwomwedzi umwe uyu anorongeka ndakatwasudza vaifaroka
apa ukamupesvaida momuruza akapotswa ne aids anorobwa nemota kana kupenga. Anotoda hutsinye hwokuti unomu panicha wondo chema nokumu namatira wakurenaye kwaasingaone kuti uriku rwadziwa nozvounomuitira kudarikaiye