Update⛔️‼️
Zvinosiririsa zvaitika kuLimpopo SA manheru apfuura. Matsotsi akwira bus pamwechete nevamwe paPowerhouse. Bus richingobva kupfuura toll gate rechi4 hanzi matsotsi aye abva aburitsa pfuti bvawati driver amire. Achingomira bvamapindazve mamwe matsotsi anga arimumota. Vanhu varohwa zvinosiririsa nekubirwa zvinhu zvawo
. Panababa vapfurwa kakawanda hameno kuti vanga vapareyi naamai ava vapfurwa vakazofa munzira kuenda kuchipatara. Mwana wawo anga angoripo panamai vake asingazive kuti mai hapasisina. Vanhu vese varimubus
vangavakatoomerwawo saka hapanawo akasika kufunga kubvisa mwana. Zvinorwadza, zvinosiririsa. Nguva yawo matsotsi acho yatokwana nekuti December aswedera. Kwakutokumbira vemabus vawedzere security kana kutosearcher chaiko munhu wese anokwira. Mu bus because without that
tinopera guys tinopera takavarairwa ipapa December aswedera ???Ndarwadziwa nemwana uyo Mai kufa wakatarisa here veduwe mwari ngavatirwire patinofamba??? mwana veduwe kan kuziva kuti mai vaend moyo wangu kani
Vavavuraira chiiko nhai MwariVanhu vemabus ndomatsotsi manje vanotozivana ipapaMwana achaita sei