Sunday, July 27

Mazowe Neighbour Yoisa Muchetura Pa Cabbage Mumunda

Discussion>on this case who is wrong aisa poizeniion on his plants nekuti aneta nekudyirwa nembudzi dzevamweMuridzi wema plants ari 100 percent wrong zvisinei nekuti aimbovaudza kuti chengedzai mbudzi dzenyu. Hutsinye chaihwo kana munhu anouraya munhu uyu.

 

 

 

Hapana asingazvizive kuti zvipfuwo hazvisi vanhu vekuti unotaura navo kuti izvi musaita. Izvi zvinoitwa chete nemunhu asina zvipfuwo but gore raachatenga achaona kuti akakanganisa.

 

 

 

 

Isa security fence ukaona zvichinetsa kana kukomberedza nefence yematanda. Huroyi uhwu

  • Share: