Monday, April 29

Mbavha Dzinodzikisa Kuba Ma Bag Mumabus And Mota Dzabatwa Ne ZRP Hazvina Kumira Mushe Kana Wakambobiirwa Inzwawo Mashura Zvavanoita Vakutaura Zvese

Kana pane akabirwa zvinhu muroad between Boka and Masteps pane vakomana vanovhura maboot vabatwa and zvinhu hobho zvawanikwa. Go kwaBoka papolice munotarisa zvinhu zvenyu

 

 

 

 

Recovered stolen property at ZRP SOUTHLEA PARK. Tell your relatives who fell victim at Masteps Hopley to come and identifyHaaa vanhu ava vakaona havasi kuHarare kwega ini nditoriwo nezvangu zvakadzikiswa kuZaka

 

 

 

 

 

 

Last year ndakashaya bag rangu raive nehembe nebhutsu after 3 weeks sisi vangu vakazofonerwa kuti huyai mutore zvinhu zvenyu asi kana muchizvida kuyai makabata 10 dollars mangwana acho ndakaenda kunotora achivhura kudai manga makazara zvinhu hobho zvevanhu zvaitove zvakanyorwa mazita

 

 

 

 

 

 

evanhu ndikati handisikukupa mari yako unojaira apa bag ranga rabvarurwa paside kuda kuona kuti munei akatoona kuti hamuma zvinhu zvisvinu akuda kundirova mari hanzi ndanga ndakakuchengeterai ndakati unopenga

  • Share: