Tuesday, July 22

Mbinga Harare Big Boy Aita Tsaona Izvezvi Bulawayo Road

Kana iri mishonga Ama2k Miswai regerai zvichakanaka

Video in comment sectionAhhh bt l saw this accident the guy we isuzu uyo ndiyo aiva wrong he overtaked me nekuleft side ndichitobuda mubulawayo ndikatoti munhu uyu hapana kwaanosvika nedriving iyi

 

 

 

 

Musanyepera mishonga mufesi we isuzu uyo aitodriver nhemaThis is why the majority of Africans are in poverty...they still believe in vodoo or spiritual money. There are many ways to

 

 

 

 

get rich eg scams, corruption, legit business, inheritances etcHe is not a hustler wemu harare he is a miner from shamva very young and hard workingProblem yatirikuita isu seva pfana kuonerwa chaiko mukatarisa vanhu vakuru vatoita chihombe hotozodzwa pave paya kuti kwaningi

 

 

 

 

kwanemota or kwaitika zvakati asi isu ummm pamwe tirikutoroiwa nevakuru vacho kkkkkkKuzopusa zvekusvika pakupa manudes kumunhu wasingazive shemNdopamunonetsera y guys ,y create ma group echihure ku telegram uku mopedza maku exposer vamwe sei

  • Share: