Mukadzi wamuri kuona apa uyu akange achidanana nemwana mudiki kwaari, zvekuti mwana uyu ange asingachatodi kusiyana naye.
Video yese WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39
Apa mwana uyu yange iri hama. Iye arimbuya mukomana arimuzukuru ,So vabereki vemwanakomana ndovazosvika pakubata mukadzi uyu kuti vamurange. Uyu vakamuita rough chaiya ,haaa vakamurova zvavo.