Saturday, July 26

Melody From Epworth Apondwa Nemukomana Nekuda Kwe Nhumbu

Hi Zim  ndinonzi Melody fro Epworth iyo ndye mukomana wandanana naye akandipa pamuviri so pandikamuudza kuti ndane nhumbu akati haisi yngu then ndakadzingwa kumba neikanogara kwevamwe Gogo vakati huya tigare tese uchindibatsira basa so nezuro ndakangosangana naye after a long time ndikamuti nhumbu

 

 

 

 

Yako yakuda kuzvrwa ukufungei nemwana preparation nezvinodiwa kuchipatara ndokutanga kundirova pamashops epaDomboramwari pakazra vanhu zvekuti mukaona mavideo aitirwa nevanhu achindirova munosiririswa

  • Share: