Uyu anonzi Mels Beaty Centre Melisa Muzani who is claiming to be mai Moyo
1.Haabve mumaporofita neN’anga ndiye anonzi akauya mkadzi waCarlos Green wekutanga uya wekufira DRC Shupi
2.Mellisa akatorera Shupi murume wake and kanonyepa ka mwana ikaka
Anonyepa kuti ane 13years Ari mkadzi waCarlos because first born yake ine 6years Kaylan
3.Shupi the real wife died in 2020 so do the maths
4.Anonyepa kuti ane vana 3 the Carlos jnr mwana waBelfa anogara kuEngland.anova first wife ndiye mwana ane 13 years mwana iyeye
5.First marriage Belfa
Second Shupi
Mellisa wechitatu
Mainini Avo vatori wechi4
6.Imba inogara Mellisa imba ya Shupi apa Hama dzaShupi hadzitodi kuona Mellisa because rufu rwaShupi rune chekuita naShupi
7.Mellisa haana kumbovera akaroorwa and Hama dzemurume hadzumuzive
8. She claims to know amwene of which amai vemurume died way back be4 she was in the picture
9. Mellisa akangomuka akugara mumba mashupi body isati yaputika because she was already pregnant
10. Iye aigara kuSunningdale uko ndokwaaiLodger kumba kwavo kuchitungwiza kwakasiya mbiri yekuhura
11. MELLISA ARIKUGARA ACHITHREATENER MURUME KUTI NDOZVIURAYA
Saka mainini vakaroorwa apa zvanzi maiguru vaiziva kuti murume wavo ari kuroora zvavo. Saka apa muroora ne vaperekedza vakapfeka brown kana gold ndiwo musi waroora day . Then apo vakapfeka mazambia muroora aita chiroora kwa Murehwa. Then pic ya balloon iyo Gender reveal
day @ Cresta Oasis. Saka mainini mukadzi wa carlos . Ndichauya nema videoKusvika mavekuziva kuti varume vanoda barika vakadzi muriselfish zvenyu munotoda kuvabatirira hakuna murume anopedza hupenyu hwese achingoisa iwe wega inhema regai adye hobhoVese varikuti mainini vazviroora zvogona kudaro coz moziva carlos zvekudaro kurevazve kuti maiguru arikuchengeta carlos coz murikuti haana mari zvekudaro saka ane lucky carlos rekuchengetwa hake besides the zasi nyaya yekuti akabvuma hake kupihwa yekuroora nekuti mainini vaite chiroora izvozvo zvega says it allVarume
havatifarire ndogara ndichikuudzai any chance yavawana kukunyadzisa they take it and varume vanozviisa pamberi chinofadza moyo wavo they will go for it without hesitation ....please vakadzi ngativei neself love unofira yekungoti my husband this my husband that painodiwa unopaona wega