Shame zvinorwadza Memory Gono uyu akaurayiwa nemurume wake nezuro 25 ku Cappa mushure ekunge atumira mbuya vake varikumusha kuUzumba ,gogo vake vanova vakamurera ,kurwadza kwazvo Memo asiya wana wake mucheche ane 2 years.
Memory anonzi akatanga anzi ndiwanikwe usipo apo murume wake ayenda kubhawa ,so murume wake paakadzoka akasvikomubaya pahuma pahuro nebanga ndokufirapo R.I.P hama yangu ,varume denga renyu hakuna I'm telling you ??
Memory Gono from Zimbabwe kuUzumba akapfuudzwa upenyu nemurume wake musiwe kisimisi kuKappa
Memory asiya vana vari mucheche then umwe ane 2yrs
????