Munhu arikufanirwa kunge aine Depression ryt now its Mai Dhuterere varikutoda counselling yakasimbaa musatambe nekusiiwa wakatarisana nemadzirooo vanhu vachinosasana wozoona futi maresults achoooo guyz pakaipa kuipisisa chaikooooGirlfriend number 2
Uyu ndiye we ku Waterfalls ane nhumbu,akawanikidzwa pa Car Wash ya Dhuterere na Mai Dhuterere then akarohwa Na Mai Dhuterere.
Mai Dhuts vakabva varohwa pa Car Wash ipapo na Dhuterere then Mai Dhuterere packed her bags back to Botswana yesterday.
Musikana weku WaterFalls anonzi #Mercy , surname yake handikupei for security reasons . Ane mwana kudhara anonzi Mickie ,so in Waterfalls anonzi Mai Mickie
Nhumbu ya Dhuterere yaainayo mwana wechi2๐๐๐๐
Svira Dhuterere Sviraaaaaaa
Ndati Gwendo Gwuno uchaiziva blaz isina mboro iyi inonzi Queen Tatelicious ,the MBOROLESS BABA TANYA๐๐๐๐
#HOMWE_iHOMWE๐๐๐Please anyone ane number dza Mai Dhuterere or the girlfriend weku Suningdale please tell them to reach out to me for closure ,my door is open . โค๏ธ
I wanna hear their side of the story ndiite Live .๐ฅฐ
I hope they both know me (First wife and Small House ) ,
because Dhuterere akati haandizive๐๐๐๐
Gwendo Gwuno Dhuts Achandiziva Chete ๐๐๐
#HOMWE_iHOMWE๐ ๐๐