Monday, June 24

Mhepo Dzakasimuka Mu Harare Accident Again Lorry Remajecha Ropinda Mu EXQUISITE Ma Victor Wa Sir Wicknell

Mhepo dzirikoPane motokari yanga yakatakura majecha yapotsa yapinda muExquisite munowanikwa Victor muHarare. Yazomiswa nemuti.Ngatikotamisei huso hwedu timboona rori iri richipinda mumusha mava Victor, motiudza ma konzikwenzi azvo (3marks)

 

 

 

 

 

Anga anyanya kunyararwa Victor regai tione kwachena panogona kusvikika nasomeoneTototenda muti waimisa chokwadi dai yapinda yorova mbiri nhatu mota zvaizodii πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Ndinofunga driver wacho anga achiyedza kudawo kunoona Victor

  • Share: