Sunday, April 28

Mhofela Va Madam Boss Vanenge Vari Kugara Mumukuku Weku German Kukwikwidza Na Sviden & Chihera

Zvimwe Ndezvimwe  Mhofela varikugara mumukuku ku German, Imba kuita zvima wall paper zveka 1952 nguva yana Cecil John Rhodes. Ma Appliances acho stove firiji zvekudharara. Munhu agara German 1 YR zvekugara mumukuku, nyayariwo mafans Mhofela muri murume we celebrity. honai honai mashura pictures ari pasi.

 

 

 

   

 

Stunner haana kana 1 month ku UK arikugara mu modern apartment even Mazepe ku Ireland ku Livein kwakwe kwakanaka its modern. Mhofela kugara kunge Sviden or Chihera Mugerman. Zvinonyadzisa. Ndosaka muri kuona Vachingoratidza pa corner sak Chihera beboz imba iye maone . kungoudzana chete hatisi kutuka.

 

 

 

  • Share: