Saturday, May 04

Mhofela Votakurwa Kunge mwana pa airport na Madamboss

Mhofela Votakurwa Kunge mwana pa airport na Madamboss 
Hiiii kwenyu mosimudza varume huyai muone shura honai zvikumbo kunge kamwana nhaimi🤣🤣🤣
 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Rudo Mutoriro zvawakutaura zvatovewo zvako izvo ,chatoziva Mhofu vakachata naDudu Hapana mukadzi anovengwa semukadzi anodiwa nemurume wake Kana usati wamboroorwa haungambozvinzwisise wangu

 

 

😂😂🤣🤣Zvinoitwa nevari murudo chte kna usiri hauzvinzwisise. Uyu anokurwadzai but chekuita apana iwe simudza wako ka nhai ndorudo ufunge vakatsidza pamberi pechaunga Chipoko ichi musinguru chete busy pa facebook chakarova dollar sign

 

  • Share: