Manyemwe anouraiyisa chii chakadaroo kokurega kuendaa ini chero yemupool yazvigarira hayo isiri kuyerera handipindi ngandife nezvimwe not mvuraa. But dzimwe mhepo munodzitsvaga imagin kutosimba makagara mota ichipinda mumvura kutendera rufu vakadii kuti driver tidzikise hako vasati vasvika kumvura yakadai ummm zvimwe zvinhu kaaa.
Vachimbopindireiko mvura vachiiona , aaah APO vakangogara , no action, kuzoita action Mota yadonha aaah Tiise rip yechii ? Munyori itai mushe how can people provock death what were they trying to do rwizi rwakazara futi musiye nyaya yenyu yekumanikidza vanhu Kubata maoko pa social media hanzi chingoti rip Aya akaitika pamota iyi vakati vanhu musabuda kuti iremerwe bisa takurwa nemvura vakati rambai makagara isaenda nemvura yakazosvika pakuburirwa yobva yato dhonzwa nemvura yobva yaiga but hapana kana munhu wakafa muridzi wayo ndewo kwamaposa kumu paneya munoziva kubhairo semennde