Munhu ari kukwira Wasu mazuva ano uri daquo chairo, shuwa kumusakadza kumusiya ava getekete kudai 🥲🥲🥲.
Wasu dzokera kumusha unoti mhai
ndaakuda kuva murume zvakareKwamai tt kwayodyiwa hi chi nemukaka asi make up haicha mufite su chichaka daro go kunge n’anga yadya tsunga mbishi