Aka kamunhu Kane problem henyu Joey uya ari pama 1 But vanhu muchazoona zva too late zvenyu Kiki and joy are his money machines nothing much nothing less.
Face yake tells a lot ane kahutsinye so he pretends hake to be a nice husband bit hz not at all
Hz not nice I dn like him I dn wanna lie Mukadzi wake bhoo munhu ikaka haa sorry
Kane hubaba aka pane Live Joy akambo sneezer hanzi unosneezer paphone kuti zvidii Ini l hate mai vacho pane vana ava ndopavari Kosouth vaivepo now pakabhurwa joy busy drinking havo vachidei kuvana page ravo ronzi aniko tida kuita noise This guy ari pompous zvisingaite that woman anotooneka kuti ano dzvanyirirwa we never even see Mai vajoy even ku shop or even to visit them ku sa page ravo revolves around the nyathi family chete
Joy anoratidza kushushikana hasekerere kana compare ne kiki ever smiling Uyu akanyanya manje even mwana chaiye handisati ndambomuona akamubata Kanotooneka aka kutii kamukono ketsambarafuta, kushusha that's why manager akaita run coz aiiti haatsiurike plus nharo