Thursday, July 18

Mother Mhamha Ku UK πŸ‡¬πŸ‡§ Uko Vochema Murume Wavo We 25 Years Atorwa Nejoki Pa Harare Apo Haya

Happy Monday to all of you.Hope you had a good weekend..Iyi mhuri yane 24 years iri yakaumbwa….Asika mhutse ngadziende kure shuwa..Ndatenda hanguπŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘.

 

 

 

 

Moda ndiite Single ndachembera kudayi.Munoshura here vasikana veHarare??????5 months vanga vayenda kunoshanya chete ini ndakazvishayawo mother mama mai Mazowe.

 

 

 

 

 

 

I think mukqpeezerana neapfimba wacho bho.imbopopotai sterek kuna baba Kiki vazive havasisiri jayaZvekutaura hangu handichina .Yave nguva yekutura mafemoπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒMarcia Manyozo muchazvinzwa zvenyu..Rambai makaterera chete

  • Share: