Friday, April 26

Moti Nyika Inonaka Seyi Tine Mbiti Dzinopembedza Wicknel Chivhayo Mbavha Dzinoba Mari Yeproject Yenyika

Moti nyika inonaka seyi tiine mbiti dzinopembedza mbhavha dzinoba Mari yeproject yenyika nxaaah💩💩The same.guy akaba mari ye ma getsi..akanzi nema courts haana mhosva..akabhadharwa mari pamusoro pazvo..

Nhasi akushaina nemota..zvonzi iwe hausi kuShanda nesimba ndosaka usinawo mota dzema mirioni..

Its not only him but vamwe varimuchi game ichi munovawona muma streets..

Guys let's try our best kubvisa ZANU 23 August 2023!

#NERO

  • Share: