Wednesday, February 04

Moyo wangu urikurwadza kuziva kuti someone is fighting

?? Moyo wangu urikurwadza kuziva kuti someone is fighting everyone who has been trying kuti abetsere this youngman. For years mwana achitadza kubetserwa because of someone who is trying to make their organization grow nekuti havasi kuda anyone to help,

 

 

 

 

chavarikungoda it’s publicity and kuti chero phone number dzamai vemwana dziiswe pa any video havasi kutoda. It’s very sad to know kuti murikutoti “ we are not desperate for help kuti mwana abetserwe yet this is a desperate situation. 

Manje zivai kuti whatever you are doing to this future leader in the name of trying to help Mwari havadhakwe. 

 

 

 

 

Kune varikuda kutaura na Mai Simbarashe Jasi number dzavo idzo ( +263 78 639 2030)Munhu kutoita hasha nekuti ndiye ada kubata mari yemwana ??Arest those evil beings,!Lord Jesus is serious about setting people free

  • Share: