Wednesday, January 28

Moyo wangu wakatsemuka nyaya yemwana uyu she’s 20 years old but akaroiwa na sekuru vake akapihwa face yechembere

Moyo wangu wakatsemuka after ndanzwa nyaya yemwana uyu ?she’s 20 years old but akaroiwa na sekuru vake akapihwa face yechembere ???Sometimes sekuru vakungopumhiwa huroyi usipo pane chirwere chino ratidza kuchembera chinonzi Progeria (kana kuti Hutchinson-Gilford Progeria Syndrome).

 

 

 

 

​Ichi chirwere chisingawanzoitiki zvakanyanya uye chinokonzerwa nekukanganisika kwezvemagetsi emuviri (genetic mutation). Panozvarwa mwana anenge achitarisika zvakanaka, asi mukati megore rekutanga, muviri unotanga kuratidza zviratidzo zvekuchembera nekukasira

  • Share: