Sunday, December 21

Moyo Wangu Watsemuka Nepakati Yo

Taitawo dambudziko kwaShe Chipindu, mubhuku rekwa maDhigi ,Percy Gwitima mudzimai wawakaroora wepiri arikurova mwana zvakaiparara , vesocial welfare vari divi iroro tokumbira kubatsirwa panhau iyi ,... madzimai kana tasiyaba

 

 

 

nevarume musakoshesa bonde nyowani muchisiya va venyu , munoti vanochengetwa nani usipo , zvinereko zvenyu hazvipidiguke here uchisiya mwana wezera iri uchienda

 

 

 

 

This broke my little heart ???Those fingers ?Vanamai kuda marriage muchikanganwa vana vamakaita previous marriage kwanai veduweeeiye murume panodzoka kubva kubasa achiona mwana akadai anenge achiti chii chikuitika??ayas mukadzi muroyi uyu

  • Share: