Wednesday, May 14

Mubhanditi Seh Calaz Oti Mupfanha Silent Killer Kufa Kana Kufenda Wakadhererera Pastage Asi Handikuvengi

Ngwere more music super star misi Haifanane ,you will never be my enemy ,kubva tiimbe collabo and the day I called you on stage out of all ma artist pakauya Turbilance,vamwe nezuro vakaona kudherera Asi ini ndakaona wakagara pasi paspeaker ini ndakamira ndichiimba ,thats respect ๐Ÿ‘Š๐Ÿฟ๐Ÿ‘Š๐Ÿฟ๐Ÿ‘Š๐ŸฟMabhanditi haana daka newe we respect your art and your hustle

 

 

 

 

 

Congratulations my yut Mbida D on winning the cup clash ne pombi ,Like i always tell you ma freestyle nhasi kusvika amen competion yako hapana ,but trust the process,God has remembered you tenda Mwari utendee Vadzimu vako usazoSimbiswa kuseka nekushora dhaundaaaa usaite iyoyo .Thank you again for restoring dancehall .

 

 

 

 

 

Libo uri muhombe super star , haupinde final 2 times zve luck ,but misi Haufanane mirira yako nguva ,to me yure a champion I wil personaly talk to mdara chipaz vaquwanire ka somethibg Kano Batika ,you are the future 

 

 

 

 

 

 

Former defending Champion Pogba ,usazvidye moyo ,level rawasvika ma Artist ane makore achipatadza but you don’t win everyday ,ure a champion 

Hwindi President it was you night despite all the confusion waqatiza nemangoma Urimuhombe mukoma wangu 

Sir Kinnah wakaita ndidade newe ndichiona live ndikati ndo vezera rangu chaivo ๐Ÿ‘Š๐Ÿฟ๐Ÿ‘Š๐Ÿฟ๐Ÿ‘Š๐Ÿฟ

 

 

 

 

 

 

 

 

Pana Ndunge ndine favour ishasha iyo 

Fantan Etherton Godfather thank you for maintaining order and mamira nema ghetoyut

Zimdancehall Fans makaremaaa ndatenda ๐Ÿ‘Š๐Ÿฟ

Thanks mdara Chipaz mune mangoma pamoyo ,pasina imi hapana dance 

 

SiyanainayeTawandaBut ngaiite order mukomana i still remember achidzinga kinnah pastage what goes around comes around

  • Share: