Muchazvirega zvemaround ema grocery izvimikando yacho munoitamba Seiko,,panoverengwa Mari yabuda at the end of the year munenge muripi,,
Panonyorwa list munenge muripi
Panotengwa zvinhu munenge muripi,,
pamunozoti izvi ndozvandapihwa munenge mapihwa nani?
isn't it supposed to be group work?Learn to buy your own stickers keep them yourself that way you get to buy what you really want you don't need to compromise on things you don't need.
Zvinenge zvishoma.asi, we did ma 500 rarakawanda ,so what we do is tonoisa mari kushop then munhu ne munhu will pick grocery remari inoendarana neamount yawakabvisa so hapana kubiriranaPatapesana pa tesitiki apo idyayi henyu mega, ko zvapasina kana chine musoro. Tadyai mabox of Mac, cooking oil, beans, fish, spaghetti macaroni bt apo hapana