Muchinyanya kuda mabhinya. Havasivo vekushama vaya here ava. Vakazviwanira bhinya.
dzedzi ndo vainzi dzedzi here ava . Vakangoshama vobhurwa.vakadzikamiswa mazuvano.Ibhinya murume uyu afunga kuti bishop wapinda palive kuti wataure kuabuser kwavari kuitwa achibva abvuta
fone fast??Uhmmm zvine nharo kana mbolis yacho ngaigare handiite phone while online zvirinani undimirire ndapedza liveAnother Nyati another Joy ??? tozongonzi paye it's AI...kuita kukwakurirwa phone kudaro fonerai Chitungwiza Porisiii faster faster