Saturday, November 22

Mudhara Uyu Aba Mwana

Saka kutiza nemwana kuda kutonoramba achimurara hre veduwee ka Mwari pindirai mhondi iyi ibatweVari kuMozambique be alert Mudhara uyu

 

 

 

 

 

Jeremaya Davita Mlambo hanzi ari munzira kuenda kuchipinge aenda via Mozambique using Durban Boader ane mwana ane 17years

  • Share: