Kurohwa Kwa Bhagga?Bagga obhaganurwa nemabouncer mateteApa matyiro anoita vanhu wakasimba sookaAsi vanhu munofarira zvinhu zvekumama chii chinosekesa ipapa nxaaTeam iri kuita kutamburira kuburitsa munhu mumota kkkk....ndonda idzi .
Uhmmmm hanziiko nemaArtist holy akutsvaga wekufa nayeAnyanyoita seiko? Munomuuraya apa vana vasatan.a
pa vafa vakatarisa m?Vanhu varohwa zvinosiririsa nekubirwa zvinhu zvawo