Chiitiko chinorwadza tatamikirwa ngemuimbi hedu wesungura anozikanwa zvakanyanya Mozambique ?? nezimbabwe?? #Lucky_Tembo ???? vashakira ku province yeTete kaanga achigara zvinozwi akubuda muzimbabwemakoreadarikaachindogara kuprovinceyeTete.
LUCKY_TEMBO unozikanwa zvakanyanya ngeBendi rake rinozwi #Masiye_Brothers nengoma #Chipo_achina_zera.
Zororai muregare mukoma Lucky Tembo ??Chipo mukoma wngu hachina zera,,mari kuuya kwayo inotanga kurwadza vaye vakatanga kushanda kare kusvika nanhasi vasina chavainacho,,dzoke mwana wavakarera nhasi ofamba nemota makangotarira ka chokwadi vakuru we zvinorwadza
Kungoti handina Chipo chemari but kune vnhu vaunoti mu life yako deno ndine marii uyu ndaimusimudzira ...
Rest in peace my legend Mr Tembo