😆😆😆I blame ana tete nyama inoda ichiri nhete ukazoidhonza wakura tsinga dzinenge dzakomba
Kuda kufadza mwana waamweneZvichingobva nevarume ivava vanotipa pressure kwai anobata mvoooo kuti isabude imi weeee🙌
Gutsikanai nezvamunazvo vanhu veduwe mnofira mahara honai zvazoita uyo,unopiwa usiwo mushonga zvikadhakwa