Thursday, May 01

Mukadzi Auraiwa MuZimba Ku Alexander Jozi Veduwe Parikutsvagwa Hama Dzake

Mkadzi ari kunzi apfurwa akafira ipapo,achangobva kutenga magwinya abva kuendesa mwana kucreche.

Apfurwa kuAlexander Jozi kana pane vangamuzivewo 😭Yah ma1 zvinotyisa i

 

 

 

 

zvi tinongochengetwa naMwari shuwa muno muSA tinovimba vacharamba vakatichengeta coz kuyenda kubasa nekudzoka kwemunhu chikomborero uuuuuu

  • Share: