MUKADZI AKAURAYA MURUME WAKE NEMWANA WEMURUME😪💔
Mukadzi wekushamva ane makore 32 auraya murume wake Taurai (36) nemwana wemurume emily(5) nekuva isira poison muchikafu. In
Vakadzi musaroye muchidai chero usina kufara nemurume wako sei na sei komwana anenge apindira papi???
Ndibatsireiwo kuti R.I.P kune vashakabvu Rip kokungo siya murume
wacho panekuutaya zvino betsereyi iwe wakuenda ku jeri ko mwana afireyi ndarwadziwa vanhu ngatinamateyi shuwa tisa batwe nemweya yekuurayaEish, so toita sei? Torega kuroora here tongofa zvedu tiri ma single fathers nevana vedu...this is very sad