Wednesday, July 30

Mukadzi Ku Australia Arikuti Murume Akaenda Ku Basa Iye Anotiroora Ku Zimbabwe

Varume hatina zeta navo… Mukadzi ku Australia ikoko atozoona murume opotsiwa na Denilson ku insta and Facebook , Apa baba vange vachinzi vakaenda kubasa..He works ku mine ku Australia kwaanogara achienda kumba after 2 weeks.

 

 

 

 

mukadzi ku Aus ati havana kurambana.. Ava baba Ava vange vachingodawo bota vasvika ku Zimbabwe. Vakawanirana pa tinder dating site, to proposal on first day of seeing each other. Visa renyu haro haribude zvekumhanya mainini bcz uyu mukadzi wake achiri pa visa ra baba ava..nyangwe mukaudzwa kunzi takarambana..

 

 

 

 

You don’t celebrate misodzi yeumwe mukadzi..Faith sorry hako chengeta mwana ku Australia, all will be well.

  • Share: