Mukadzi uyu ari kuchema nekurwadziwa murume wake muporofita mukuru muharare haasi kuchengeta vana 4 akamitisa muchurch mavo imomo muporofitakadzi akatomudeedzera mukomana webhosvo paakazvara .Mukadzi ari kuti ndashungurudzika .Saka ndavawana murume wacho zvose nemuporofita kadzi uyu wekutorera mai mufundisi murume ndivo ava avo 4 ndovana vacho
Copied from sisi melly diaries
Anenge achinzi handei kumasowe asingade achi slayer nenzwara baba vasina mukadzi ku church achizviti andipinde postori yakasara achitadza kuterera murume mumba yaa problem akuuya pano murume anongoita move on okisiya uchi
slayer oita zvearikuda chipostori problem havazotaure nyaya payakatangira vanozongosvika nemusodzi chete pano vakuda help avo havangarambe murume ka vanyengwa vanototiwo muteuro wadairwa iyi inyaya yakapera kare maiguru problem avo dambudziko chairo hakuna murume anosiya mukadzi mhuri pasina chikonzero KUNYEPA