Wednesday, November 12

Mukadzi wemunhu abatwa ari ku Lodge nemurume wake, izvi zvaitika SA Kuno

Mukadzi wemunhu abatwa ari ku Lodge nemurume wake, akarohwa kusvika abukura ropa, azoita luck rekuti pasvika vanhu ,mukadzi uyu nemurume wake

 

 

 

 

ndevekumusha, izvi zvaitika SA ??‼️There's no need to beat someone up. It's a blessing to find out. Get to know why someone is having to cheat on you. Move on in peace. The heart ache will soon be over and you won't be missing them. A new flame soon materialises.

 

 

 

 

Don't beat some one like this. It's wrong.Why do people get married if they know they will not commitUkaona mukadzi ohura murume ijongwe ndiani anoda kuitwa hwejongwe varume vekuzimbabwe chihure too much pasina chozikanwa futi kungoratidza nyika hurema hwavo

  • Share: