Mukadzi wemunhu haabatwe Avo Vanamirirana Vachi Labulushana .Amana toramba tichingokuudzai everyday here kuti mukadzi wemunhu haarohwe missionary, maguvhu akatarisana ndopanoshanda mushonga ,munobva manamirana,, unoita doggy , that way hamutarisane ?nxaa
Havafe vatikunta kinte ????, panhau dzekukurunka sinteee, kana uchifunga handide, kuita chekuputitsa senge mhandire.Handisati ndamboona munhu achinamirananne slender angori ma triple XL iwayo. kana wafunga mukadzi wemunhu chingobata hako maoko zvekuda zvimwe izvi kaaa miswai.
ndi tete vangu ivavo ndakambovatsiura vakati unondiudzei uri mwana mudiki ndakatanga chihure kare honai ooooh tete. Ipapo munenge maita staira yembwa zvobva zvadai .
Ko iye munhu anosungirei chinanana chemumwe munhu aah,siyai vanhu vaite zvavanoda nanana zvavo Anyway vakazodii ,vakazonamanurwa here