Mukadzi wemunhu haabatwe hona wava kurohwa. Ko iye mukadzi haarohwa sei nekuti vese vaita mjoloApa munhu wekuziva kwa Nyika Bikita uko hayas Comfort haufe wakachinja Uri hure
hozana???Uyu haachinje kunyarova kahure aka kupedza manyika meseVanenge vari baba wekwako vakurohwerwa chihure nevamwe varume kwaaaaaaaa inini
ndakambozviona kwandiri rimwe gore ndaidongorera nepawindow munhu achirohwa mazhaba ?????????Icho chihure chekupinda mumba memumwe murume zvivindi munozvi hodha kupi..kana mave kurohwa mave kunzwisa tsitsi