Tuesday, July 08

Mukai Mukai Ma1 Aya Kurikuchemwa Ku Dema

Hie Mkuma Reggie

Pane Musikana Ari kuno kwa Seke Ku Dema,kwa kunaka shops Ari kuzviti Trish Moyo pfungwa dzake hadzina kuita zvakanaka ,ndokumbirawo Ku

 

 

 

 

posted Ku group renyu ndotumira pic rake Awane Hama dzake coz vakomana ve mutoriro vakutoti vawana mukadzi vari kuita kumuchinjana zuro takambomuendesa kumapurisa Ku Dema adzoka zve

  • Share: