Vakomana vanoita zvema group emota vachivhara vanhu Mari dzavo mumwe abatwa uyo
Team Cape Town bho here zvakadai miswai dzimai magetsi 300 000 Rand imari refu300k haisi kids game mbavha ngairohwe mari ikugwadza kuwana iyiMukauraya ingozi chenjerai futi ipapoKo munovharireiko vanhu Mari dzavo
Mari irikurwadza kuwana iyi
Kana morohwa monzwisa tsitsiMuface uyu ndikhule yedu kah yamukurova makapusa hamuzive kotengeswa mota hre momurova makada deal makadyira sak momurova kut zvidii Sata