Mukomana ane 12yrs otsika nemotikari mwana ane 14yrs aizvitambira nescooter bike yake muroad akafa.
Zvinonzi mwana we12yrs was driving mota yevabereki kuBrakpan.
Vabereki vari wrong vanofanira kusungwa unopirei mwana mudiki mota asina kana licenceBut vabereki let kids be kids kudzidzisa zera rakadaro mota ma1 hamheno pamwe chirungu,, very sorry kumhuri yarasikirwa 💔This is so sad ndopaunoona vamwe vabereki vachipa vana vari under age mota hanzi wangu
anorova mota uyu ok kana achirova chiregai kuti apinde mumigwagwa esp without supervision😭😭vana it can happen to anyone even an adult musauye pacomment yangu coz variko vabereki varikupa ma minors mota vachiti wangu anoirova yet its illegal