Saturday, July 27

Mukomana Uyu Patrick Obatwa Ambunyikidza Kuba Vana Vechikoro Zimbabwe Yashata

Kubiwa pamwe chete nekumbunyikidzwa kwavana vechikoro kurikuramba kuchikwira munyika yeZimbabwe izvi zvichitevera kubiwa kwemwana weECD pachikoro cheJeche Primary School.

 

 

 

 

 

 

Mwana uyu akashaikwa kwamazuva ndokuzowanikwa arimugomo akachengetedzwa nemurume uyo akazobatwa nevagari vemunharaunda. Izvo zvakazopa kusungwa kwemurume uyu. Zvizere munyaya inotevera

 

 

 

 

 

Source: Alie MzingeliThey are traumatising this kid even more with their questions

  • Share: