Thursday, March 26

Munemo Vamufonera Vachiba Vamuuraya Sad

#heartbreaking ??KuChinhoyi murume uyu akafonerwa nevanhu vanogara kudhuze nekuMatura kunoitwa nezve mining ndokupondwa ndokusungirirwa pamuti. Vanhu vacho ndokuenda paigara ikoko kuMatura

 

 

 

 

vasiya vakanyandura zvinhu imba yese. Iye nyakupondwa aiva neimba futi ku St Ives, Chinhoyi.Hanzi aive buyer we gold. #MHSRIPWarwadzisa muneka

  • Share: