Saka amai vemwana uyu atokanganwa mwana wavo ? 💔💔💔😠vabereki ndatisadero shuwaMwana anga agara achirwara.
Asi rukurudziro rwangu kwamuri varapi nemi maporofita repai vanhu zviripamutemo muine matsamba ezinatha anoku miririrai matsa ZCA anobatsira zvikuru panguva yakadai ndopauno wona kukosha kwazvo ndatenda
Midzimu mugemenzi manje🤔 good skit though .Its a lesson Nhova ndiani ask Malo🤣🤣🤣.Mafuta is not recommended pavana please musapa vanamafuta 2 ma cups moda ambogara pai nekufinha kunoita mafuta chero mukamawanza mumuriwo chaimo