Sunday, November 09

Muporofita Wenhema Abatwa

Zvinhu zvapisa pa social media ?! Muporofita wenhema abatwa neMapurisa mushure mekunge vanhu vawana mushonga waanoshandisa kutsotsa vanhu achivanzira mumvura nezvinonhuwira zvinoshamisa ??.
 

Zvinonzi mushonga uyu wawanikwa mumba make pamwe nemabhodhoro ane mazita akasiyana-siyana, vamwe vachiti ndiwo aiita kuti vanhu vatore mari, mota, uye zvipo zvavasingazive kuti vari kupa sei ???‍♂️. Vanhu vari kushamisika vachiti “nyika yava kupera, maporofita ava ava ndematsotsi ane mabhuku!”

 

  • Share: