Murume wekumusha who was kidnapped yesterday and the family informed me last night and again this morning.Kidnappers vaida R10000 mukadzi raised R2500.She requested an extension to look for money but kidnappers vakati ishoma,vanofanira
kuuya kuzomutora ne coffin.Time yazosvika mapurisa kuti vanunure mota yanga yatopiswa already.Achingosvika kuchipatara abva ashaika.Vanhu vakonzera izvozvo ndevekumusha,ndivo vanga vaka muhire kuti avatakure.
Mushakabvu anonzi Sipiwe Blessing Hardlife Dembo